Numeri 3:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Zvino panzvimbo yamatangwe avaIsiraeri iwaya namatangwe ezvipfuwo zvavo, nditsaurire vaRevhi kuti vave vanhu vangu, ini Tenzi.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ɀino unofanira kunditorera ʋaRevi (ndini Jehova) panɀimbo yamataŋgwe ose aʋana ʋaIsraeri, neŋombe dzaʋaRevi panɀimbo yaʋana ʋose ʋemhoŋgora dzeŋombe dzaʋana ʋaIsraeri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200241 Zvino unofanira kunditorera vaRevhi (ndini Jehovha) panzvimbo yamatangwe ose avana vaIsiraeri, nemombe dzavaRevhi panzvimbo yavana vose vemhongora dzemombe dzavana vaIsiraeri.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Zvino panzvimbo yamatangwe avaIsiraeri iwaya namatangwe ezvipfuwo zvavo, nditsaurire vaRevhi kuti vave vanhu vangu, ini Tenzi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona41 Zvino panzvimbo yamatangwe avaIsiraeri iwaya namatangwe ezvipfuwo zvavo, nditsaurire vaRevhi kuti vave vanhu vangu, ini Tenzi.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Unditorere vaRevhi pachinzvimbo chamatangwe ose avaIsraeri, uye nezvipfuwo zvavaRevhi pachinzvimbo chezvibereko zvokutanga zvose zvezvipfuwo zvavana vavaIsraeri. Ndini Jehovha.” Sien die hoofstuk |