Numeri 3:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Erizafani mwanakomana waUzieri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaKohati. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Erizafani, mŋanakomana waUzieri, ndiye unofanira kuʋa mucinda weimba yamadziɓaɓa emhuri dzaʋaKohati. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200230 Erizafani, mwanakomana waUzieri, ndiye anofanira kuva muchinda weimba yamadzibaba emhuri dzavaKohati. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Erizafani mwanakomana waUzieri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaKohati. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona30 Erizafani mwanakomana waUzieri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaKohati. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Mutungamiri wemhuri yedzimba dzavaKohati akanga ari Erizafani mwanakomana waUzieri. Sien die hoofstuk |