Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 3:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 VokwaGerishoni vaisanganisira mhuri yavaRibhini neyavaShimei. Idzodzi ndidzo mhuri dzokwaGerishoni.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Gershoni ndiye teteguru waʋaRibni naʋaShimei; ndidzo mhuri dzaʋaGershoni.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Geshoni ndiye teteguru wavaRibhini navaShimei; ndidzo mhuri dzavaGeshoni.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 VokwaGerishoni vaisanganisira mhuri yavaRibhini neyavaShimei. Idzodzi ndidzo mhuri dzokwaGerishoni.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 VokwaGerishoni vaisanganisira mhuri yavaRibhini neyavaShimei. Idzodzi ndidzo mhuri dzokwaGerishoni.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Kuna Gerishoni ndiko kwaiva nedzimba dzavaRibhini navaShimei; ndivo vakanga vari vedzimba dzavaGerishoni.

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 3:21

Volg ons:

Advertensies

Advertensies