Numeri 3:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Chinzwa, ndasarudza vaRevhi kuti vave vanhu vangu panzvimbo yavose vanotanga kuberekwa, matangwe, pakati pavaIsiraeri. Saka vaRevhi vava vangu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Tarira, ini ndimene ndakatora ʋaRevi pakati paʋana ʋaIsraeri panɀimbo yamataŋgwe ose anotaŋga kuzarura ciɀaro pakati paʋana ʋaIsraeri; ʋaRevi ndaʋaŋgu; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 “Tarira, ini ndimene ndakatora vaRevhi pakati pavana vaIsiraeri panzvimbo yamatangwe ose anotanga kuzarura chizvaro pakati pavana vaIsiraeri; vaRevhi ndavangu; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Chinzwa, ndasarudza vaRevhi kuti vave vanhu vangu panzvimbo yavose vanotanga kuberekwa, matangwe, pakati pavaIsiraeri. Saka vaRevhi vava vangu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 “Chinzwa, ndasarudza vaRevhi kuti vave vanhu vangu panzvimbo yavose vanotanga kuberekwa, matangwe, pakati pavaIsiraeri. Saka vaRevhi vava vangu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 “Ndakatora vaRevhi kubva pakati pavaIsraeri pachinzvimbo chedangwe romukomana rinoberekwa nomukadzi wose weIsraeri. VaRevhi ndevangu, Sien die hoofstuk |