Numeri 29:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Piraiwo mupiro wawo wembesanwa weupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa hwakakanyiwa namafuta eorivhi. Pahandira pirai makirogiramu matatu oupfu, hwakanyatsokuyiwa pahondohwe makirogiramu maviri, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 necipiriso caɀo coʋupfu, coʋupfu bgakatsetseka, bgakakanyiwa namafuta, ɀegumi ɀitatu panzombe, neɀegumi ɀiʋiri pagondobge, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 nechipiriso chazvo choupfu, choupfu hwakatsetseka, hwakakanyiwa namafuta, zvegumi zvitatu panzombe, nezvegumi zviviri pagondohwe, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Piraiwo mupiro wawo wembesanwa weupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa hwakakanyiwa namafuta eorivhi. Pahandira pirai makirogiramu matatu oupfu, hwakanyatsokuyiwa pahondohwe makirogiramu maviri, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona3 Piraiwo mupiro wawo wembesanwa weupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa hwakakanyiwa namafuta eorivhi. Pahandira pirai makirogiramu matatu oupfu, hwakanyatsokuyiwa pahondohwe makirogiramu maviri, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mugadzire pamwe chete nehando duku chipiriso chezviyo chezvikamu zvitatu mugumi zveefa yeupfu hwakatsetseka hwakavhenganiswa pamwe chete namafuta, negondobwe, zvikamu zviviri mugumi; Sien die hoofstuk |