Numeri 29:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Piraiwo handira dzacho nehondohwe dzacho nehwayana dzacho pamwechete nemipiro yembesanwa yezvokunwa inokwanirana nouwandu hwadzo sezvakatemwa nomurao. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 necipiriso caɀo coʋupfu, neɀipiriso ɀaɀo ɀinoɗururwa ɀenzombe, namakondobge, namakwaiana, ɀakaenzana nokuwanda kwaɀo, seɀakarairwa; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 nechipiriso chazvo choupfu, nezvipiriso zvazvo zvinodururwa zvenzombe, namakondohwe, namakwayana, zvakaenzana nokuwanda kwazvo, sezvakarairwa; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Piraiwo handira dzacho nehondohwe dzacho nehwayana dzacho pamwechete nemipiro yembesanwa yezvokunwa inokwanirana nouwandu hwadzo sezvakatemwa nomurao. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 Piraiwo handira dzacho nehondohwe dzacho nehwayana dzacho pamwechete nemipiro yembesanwa yezvokunwa inokwanirana nouwandu hwadzo sezvakatemwa nomurao. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Mugadzire pamwe chete nehando, makondobwe, uye namakwayana, zvipiriso zvazvo zvezviyo nezvipiriso zvokunwa maererano nouwandu hwakarayirwa. Sien die hoofstuk |