Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 28:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Mipiro iyoyi ngaiwedzerwe pamupiro wokupisa unogaroitwa mangwanani.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Munofanira kuʋuya naiɀoɀo kunze kwecipiriso cinopiswa camaŋgwanani, cinofanira kupiswa ŋguʋa dzose.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Munofanira kuuya naizvozvo kunze kwechipiriso chinopiswa chamangwanani, chinofanira kupiswa nguva dzose.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Mipiro iyoyi ngaiwedzerwe pamupiro wokupisa unogaroitwa mangwanani.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Mipiro iyoyi ngaiwedzerwe pamupiro wokupisa unogaroitwa mangwanani.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Mugadzire izvi pamwe chete nezvipiriso zvinopiswa zvamangwanani zvamazuva ose.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 28:23

Volg ons:

Advertensies


Advertensies