Numeri 28:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Zuva regumi nechishanu romwedzi iwoyu izuva guru. Ngakudyiwe chingwa chisina mbiriso kwamazuva manomwe. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mutambo unofanira kuitwa nezuʋa regumi namashanu romŋedzi uyo; ciŋgwa cisina — kuʋiriswa cinofanira kudyiwa mazuʋa manomŋe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 Mutambo unofanira kuitwa nezuva regumi namashanu romwedzi uyo; chingwa chisina kuviriswa chinofanira kudyiwa mazuva manomwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Zuva regumi nechishanu romwedzi iwoyu izuva guru. Ngakudyiwe chingwa chisina mbiriso kwamazuva manomwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 Zuva regumi nechishanu romwedzi iwoyu izuva guru. Ngakudyiwe chingwa chisina mbiriso kwamazuva manomwe. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Pazuva regumi namana romwedzi uyu, munofanira kuita mutambo; kwamazuva manomwe munofanira kudya chingwa chisina mbiriso. Sien die hoofstuk |