Numeri 28:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Piraiwo Tenzi gotora rimwechete romupiro wokupfupira zvitadzo uchiwedzerwa pamupiro wokupisa uya unogaroitwa pamwechete nomupiro wewaini. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ʋuye nhoŋgo imŋe yembudzi ciʋe cipiriso ceɀiʋi kunaJehova; cinofanira kuʋuyiswa kunze kwecipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose, necipiriso caco cinoɗururwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Uye nhongo imwe yembudzi chive chipiriso chezvivi kuna Jehovha; chinofanira kuuyiswa kunze kwechipiriso chinopiswa nguva dzose, nechipiriso chacho chinodururwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Piraiwo Tenzi gotora rimwechete romupiro wokupfupira zvitadzo uchiwedzerwa pamupiro wokupisa uya unogaroitwa pamwechete nomupiro wewaini. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Piraiwo Tenzi gotora rimwechete romupiro wokupfupira zvitadzo uchiwedzerwa pamupiro wokupisa uya unogaroitwa pamwechete nomupiro wewaini. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Pamusoro pechipiriso chinopiswa chamazuva ose nechipiriso chacho chokunwa, nhongo imwe chete inofanira kupiwa sechipiriso chechivi kuna Jehovha. Sien die hoofstuk |