Numeri 26:53 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 “Vanhu ivavo ngavagoverwe nyika kuti ive nhaka yavo maererano nouwandi hwavo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)53 Nyika inofanira kugoʋerwa pakati paiʋaʋa, iʋe nhaka yaʋo, ʋaciʋereŋgwa namazita aʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200253 “Nyika inofanira kugoverwa pakati paivava, ive nhaka yavo, vachiverengwa namazita avo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 “Vanhu ivavo ngavagoverwe nyika kuti ive nhaka yavo maererano nouwandi hwavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona53 “Vanhu ivavo ngavagoverwe nyika kuti ive nhaka yavo maererano nouwandi hwavo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi53 “Nyika inofanira kugoverwa kwavari senhaka zvichienderana namazita akaverengwa. Sien die hoofstuk |