Numeri 26:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Uhu ndiwo uwandi hwavaIsiraeri vakaverengwa. Vakakwana mazana matanhatu ezviuru nechiuru chimwechete, chine mazana manomwe namakumi matatu avanhu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Ndiʋo ʋakaʋereŋgwa kuʋana ʋaIsraeri, ʋakaȿika ɀuru ɀinamazana matanhatu necuru cimŋe namazana manomŋe namakumi matatu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200251 Ndivo vakaverengwa kuvana vaIsiraeri, vakasvika zviuru zvina mazana matanhatu nechiuru chimwe namazana manomwe namakumi matatu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Uhu ndiwo uwandi hwavaIsiraeri vakaverengwa. Vakakwana mazana matanhatu ezviuru nechiuru chimwechete, chine mazana manomwe namakumi matatu avanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona51 Uhu ndiwo uwandi hwavaIsiraeri vakaverengwa. Vakakwana mazana matanhatu ezviuru nechiuru chimwechete, chine mazana manomwe namakumi matatu avanhu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 Uwandu hwavarume veIsraeri hwaisvika zviuru mazana matanhatu nechimwe, namazana manomwe ana makumi matatu. Sien die hoofstuk |