Numeri 26:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Mudzinza rokwaNafutari makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaJahizeeri tateguru wayo ari Jahizeeri, mhuri yaGuni tateguru wayo ari Guni, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaNaftari, nemhuri dzaʋo: Jazeeri, kwakabva mhuri yaʋaJazeeri; naGuni, kwakabva mhuri yaʋaGuni; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200248 Ava ndivo vanakomana vaNafutari, nemhuri dzavo: Jazeeri, kwakabva mhuri yavaJazeri; naGuni, kwakabva mhuri yavaGuni; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Mudzinza rokwaNafutari makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaJahizeeri tateguru wayo ari Jahizeeri, mhuri yaGuni tateguru wayo ari Guni, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona48 Mudzinza rokwaNafutari makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaJahizeeri tateguru wayo ari Jahizeeri, mhuri yaGuni tateguru wayo ari Guni, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Zvizvarwa zvaNafutari nemhuri dzavo zvaiva: Jazeeri, kwakabva mhuri yavaJazeeri; Guni, kwakabva mhuri yavaGuni; Sien die hoofstuk |