Numeri 26:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mudzinza rokwaIsakari makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaTora tateguru wayo ari Tora, mhuri yokwaPuni tateguru wayo ari Puvha, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaIsakari, nemhuri dzaʋo: Tora, kwakabva mhuri yaʋaTora; naPuva, kwakabva mhuri yaʋaPuva; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 Ava ndivo vanakomana vaIsakari, nemhuri dzavo: Tora, kwakabva mhuri yavaTora; naPuva, kwakabva mhuri yavaPuva; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mudzinza rokwaIsakari makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaTora tateguru wayo ari Tora, mhuri yokwaPuni tateguru wayo ari Puvha, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 Mudzinza rokwaIsakari makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaTora tateguru wayo ari Tora, mhuri yokwaPuni tateguru wayo ari Puvha, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Zvizvarwa zvaIsakari nemhuri dzavo zvaiva: Tora, kwakabva mhuri yavaTora; Pua kwakabva mhuri yavaPua; Sien die hoofstuk |