Numeri 26:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mudzinza rokwaSimeoni makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaNemueri tateguru wayo ari Nemueri, mhuri yokwaJamini tateguru wayo vari Jamini, mhuri yokwaJakini tateguru wayo ari Jakini, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaSimeoni, nemhuri dzaʋo: Nemueri, kwakabva mhuri yaʋaNemueri, naJamini, kwakabva mhuri yaʋaJamini, naJakini, kwakabva mhuri yaʋaJakini; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Ava ndivo vanakomana vaSimeoni, nemhuri dzavo: Nemueri, kwakabva mhuri yavaNemueri, naJamini, kwakabva mhuri yavaJamini, naJakini, kwakabva mhuri yavaJakini; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mudzinza rokwaSimeoni makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaNemueri tateguru wayo ari Nemueri, mhuri yokwaJamini tateguru wayo vari Jamini, mhuri yokwaJakini tateguru wayo ari Jakini, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mudzinza rokwaSimeoni makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaNemueri tateguru wayo ari Nemueri, mhuri yokwaJamini tateguru wayo vari Jamini, mhuri yokwaJakini tateguru wayo ari Jakini, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Zvizvarwa zvaSimeoni nemhuri dzavo zvaiva: Nemueri kwakabva mhuri yavaNemueri; Jamini, kwakabva mhuri yavaJamini; Jakini, kwakabva mhuri yavaJakini; Sien die hoofstuk |