Numeri 25:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 panyaya iya yaKazibhi hanzvadzi yavo, mukunda wejinda romuMidhiani, yakaurayiwa panguva iya yedenda rakauraya vanhu paPeori.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 nokuti iʋo ʋakaʋambana nemi namano aʋo, aʋakakunyeŋgerai nawo paneɀakaitwa paPeori neɀakaitwa naKozbi, mŋanasikana womucinda waʋaMidiani, hanɀadzi yaʋo, wakaʋurawa nomusi weɗenda nokuɗa kweɀakaitwa paPeori. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 nokuti ivo vakavambana nemi namano avo, avakakunyengerai nawo pane zvakaitwa naPeori nezvakaitwa naKozibhi, mwanasikana womuchinda wavaMidhiani, hanzvadzi yavo, akaurawa nomusi wedenda nokuda kwezvakaitwa naPeori.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 panyaya iya yaKazibhi hanzvadzi yavo, mukunda wejinda romuMidhiani, yakaurayiwa panguva iya yedenda rakauraya vanhu paPeori.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 panyaya iya yaKazibhi hanzvadzi yavo, mukunda wejinda romuMidhiani, yakaurayiwa panguva iya yedenda rakauraya vanhu paPeori.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 nokuti ivo vakakuonai savavengi pavakakunyengerai paPeori uye nehanzvadzi yavo Kozibhi, mwanasikana womutungamiri wavaMidhiani, iye mukadzi akaurayiwa pakauya denda nokuda kwePeori.” Sien die hoofstuk |