Numeri 24:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kunyange zvakadaro vaKeni vachaparadzwa. Muchagara muri nhapwa dzavaAsiria kusvikira riniko?” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Kunyaŋge ɀakaɗaro Kaini ucaparadzwa, Kusikira iwe ucitapxa naAshuri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200222 Kunyange zvakadaro Kaini achaparadzwa, Kusvikira iwe uchitapwa naAshuri.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kunyange zvakadaro vaKeni vachaparadzwa. Muchagara muri nhapwa dzavaAsiria kusvikira riniko?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona22 Kunyange zvakadaro vaKeni vachaparadzwa. Muchagara muri nhapwa dzavaAsiria kusvikira riniko?” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 asi imi vaKeni muchaparadzwa, Ashuri paachakutapai.” Sien die hoofstuk |