Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 24:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Bhiriamu akaona vaKeni, ndokuporofita nezvavo achiti; “Paugere hapana chichakuwana, dendere rako rakavakirwa mudombo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ɀino akatarira ʋaKeniti, akataura nomufananidzo wake, akati: Ʋugaro bgako bgakasimba, Ƌendere rako rakateyiwa paɗombo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Zvino akatarira vaKeniti, akataura nomufananidzo wake, akati, “Ugaro hwako hwakasimba, Dendere rako rakateyiwa padombo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Bhiriamu akaona vaKeni, ndokuporofita nezvavo achiti; “Paugere hapana chichakuwana, dendere rako rakavakirwa mudombo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Bhiriamu akaona vaKeni, ndokuporofita nezvavo achiti; “Paugere hapana chichakuwana, dendere rako rakavakirwa mudombo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Ipapo akaona vaKeni uye akataura chirevo chake achiti: “Ugaro hwako hwakachengetedzeka, dendere rako rakavakwa padombo;

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 24:21

Volg ons:

Advertensies

Advertensies