Numeri 24:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Bhiriamu akaona vaAmareki, ndokuporofita nezvavo achiti, “Simba ravaAmareki raidarika ramarudzi ose, asi vachaguma vaparadzwa zvachose.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino akatarira Amareki, akataura nomufananidzo wake, akati: Amareki ndiye wokutaŋga waʋahedeni, Asi pakupedzisira ucaparadzwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 Zvino akatarira Amareki, akataura nomufananidzo wake, akati, “Amareki ndiye wokutanga wavahedheni, Asi pakupedzisira achaparadzwa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Bhiriamu akaona vaAmareki, ndokuporofita nezvavo achiti, “Simba ravaAmareki raidarika ramarudzi ose, asi vachaguma vaparadzwa zvachose.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona20 Bhiriamu akaona vaAmareki, ndokuporofita nezvavo achiti, “Simba ravaAmareki raidarika ramarudzi ose, asi vachaguma vaparadzwa zvachose.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ipapo Bharamu akaona Amareki uye akataura chirevo chake achiti: “Amareki akanga ari wokutanga pakati pendudzi, asi pakupedzisira achaparadzwa.” Sien die hoofstuk |