Numeri 24:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Muna Jakobho muchava nomutongi achaparadza vaya vakasara vari vapenyu mumaguta.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Mumŋe, ucabva kunaJakobo, ucaʋa noʋushe, Ucaparadza ʋakasara muguta. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200219 Mumwe, achabva kuna Jakobho, achava noushe, achaparadza vakasara muguta.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Muna Jakobho muchava nomutongi achaparadza vaya vakasara vari vapenyu mumaguta.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona19 Muna Jakobho muchava nomutongi achaparadza vaya vakasara vari vapenyu mumaguta.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Mutongi achabuda muna Jakobho uye achaparadza vakasara veguta.” Sien die hoofstuk |