Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 24:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Achakunda Edhomu muvengi wake, makomo avo eSeiri achaatora. Isiraeri acharamba achikunda.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Edomi icaʋa nhaka yake, NeSeiri ʋo icaʋa nhaka yake, ndiʋo ʋaʋeŋgi ʋake; Asi Israeri ucakunda.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Edhomu ichava nhaka yake, NeSeiriwo ichava nhaka yake, ndivo vavengi vake; Asi Isiraeri achakunda.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Achakunda Edhomu muvengi wake, makomo avo eSeiri achaatora. Isiraeri acharamba achikunda.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Achakunda Edhomu muvengi wake, makomo avo eSeiri achaatora. Isiraeri acharamba achikunda.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Edhomu achakundwa; Seiri, muvengi wake, achakundwa, asi Israeri achasimba.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 24:18

Volg ons:

Advertensies


Advertensies