Numeri 24:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Zvino ndava kudzokera kwedu, kuna vanhu vorudzi rwangu. Asi regai ndifanokuudzai zvichaitwa navaIsiraeri kuvanhu venyu mune ramangwana.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino tarira, ndinoenda haŋgu kurudzi rwaŋgu; ʋuya ndikuʋudze ɀicaitirwa ʋanhu ʋako naʋanhu aʋa pamazuʋa okupedzisira. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Zvino tarira, ndinoenda hangu kurudzi rwangu; uya ndikuudze zvichaitirwa vanhu vako navanhu ava pamazuva okupedzisira.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Zvino ndava kudzokera kwedu, kuna vanhu vorudzi rwangu. Asi regai ndifanokuudzai zvichaitwa navaIsiraeri kuvanhu venyu mune ramangwana.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 “Zvino ndava kudzokera kwedu, kuna vanhu vorudzi rwangu. Asi regai ndifanokuudzai zvichaitwa navaIsiraeri kuvanhu venyu mune ramangwana.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Zvino ndava kudzokera kuvanhu vokwangu, asi uya ndikuyambire zvichaitirwa vanhu vako navanhu ava pamazuva anouya.” Sien die hoofstuk |