Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 24:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Zvino chitiza, dzokera kumusha kwako. Ndakamboti ndichakupa mubairo, asi Tenzi akunyimisa mubairo wacho.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Naiɀoɀo ɀino citiza hako kunɀimbo yako; nokuti ndakati ndicakukudza kwaɀo; asi tarira, Jehova wadziʋisa kukudzwa kwako.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Naizvozvo zvino chitiza hako kunzvimbo yako; nokuti ndakati ndichakukudza kwazvo; asi tarira, Jehovha adzivisa kukudzwa kwako.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Zvino chitiza, dzokera kumusha kwako. Ndakamboti ndichakupa mubairo, asi Tenzi akunyimisa mubairo wacho.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Zvino chitiza, dzokera kumusha kwako. Ndakamboti ndichakupa mubairo, asi Tenzi akunyimisa mubairo wacho.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Zvino chibva izvozvi uende kwako! Ndakati ndichakupa mubayiro wakaisvonaka, asi Jehovha akudzivisa kuti upiwe mubayiro.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 24:11

Volg ons:

Advertensies

Advertensies