Numeri 23:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Uipi hahuna kuonekwa muna Jakobho, kukanganisa hakuna kuonekwa muvaIsiraeri. Tenzi Mwari wavo anavo, kupemberera Tenzi samambo wavo kunonzwika pakati pavo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Haana‐kuʋona ɀakaipa kunaJakobo; Haana‐kuʋona ɀakashata kunaIsraeri; Jehova Mŋari wake unaye, Ʋanopupurira mambo pakati paʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Haana kuona zvakaipa kuna Jakobho; Haana kuona zvakashata kuna Isiraeri; Jehovha Mwari wake anaye, Vanopupurira mambo pakati pavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Uipi hahuna kuonekwa muna Jakobho, kukanganisa hakuna kuonekwa muvaIsiraeri. Tenzi Mwari wavo anavo, kupemberera Tenzi samambo wavo kunonzwika pakati pavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 Uipi hahuna kuonekwa muna Jakobho, kukanganisa hakuna kuonekwa muvaIsiraeri. Tenzi Mwari wavo anavo, kupemberera Tenzi samambo wavo kunonzwika pakati pavo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 “Haana kuona chakaipa kuna Jakobho, hapana chakashata chakaonekwa muIsraeri. Jehovha Mwari wavo anavo; kudanidzira kwaMambo kuri pakati pavo. Sien die hoofstuk |