Numeri 23:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Bhiriamu akaenderera mberi kuporofita achiti, “VaBharaki wee simukai munzwe, dombondinzwaiwo imi mwanakomana waZipori, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ipapo akataura nomufananidzo wake, akati: Simuka, iwe Baraki, unzwe; Nditerere, iwe mŋanakomana waZipori: Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 Ipapo akataura nomufananidzo wake, akati, “Simuka, iwe Bharaki, unzwe; Nditeerere, iwe mwanakomana waZipori: Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Bhiriamu akaenderera mberi kuporofita achiti, “VaBharaki wee simukai munzwe, dombondinzwaiwo imi mwanakomana waZipori, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 Bhiriamu akaenderera mberi kuporofita achiti, “VaBharaki wee simukai munzwe, dombondinzwaiwo imi mwanakomana waZipori, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ipapo akataura chirevo chake akati: “Simuka, Bharaki, uye uteerere; ndinzwe, iwe mwanakomana waZipori. Sien die hoofstuk |