Numeri 23:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Akadzokera kuna Bharaki kuya wanei achakangomira pane chibayiro chake chokupisa chiya aina machinda eMoabhu. Bharaki akati kwaari, “Zvanzi kudii naTenzi?” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Iye akaenda kwaari, akamuwana amire pacipiriso cake cinopiswa, macinda aMoabi anaye. Baraki akati kwaari: Jehova wakataureiko? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 Iye akaenda kwaari, akamuwana amire pachipiriso chake chinopiswa, machinda aMoabhu anaye. Bharaki akati kwaari, “Jehovha wakataureiko?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Akadzokera kuna Bharaki kuya wanei achakangomira pane chibayiro chake chokupisa chiya aina machinda eMoabhu. Bharaki akati kwaari, “Zvanzi kudii naTenzi?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 Akadzokera kuna Bharaki kuya wanei achakangomira pane chibayiro chake chokupisa chiya aina machinda eMoabhu. Bharaki akati kwaari, “Zvanzi kudii naTenzi?” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Saka akadzokera kwaari akamuwana amire parutivi rwechipiriso chake, ana machinda eMoabhu. Bharaki akamubvunza akati, “Jehovha ati kudiniko?” Sien die hoofstuk |