Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 22:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Bhiriamu ndokupindura mutumwa waTenzi achiti, “Inga ndaita chitadzo. Ndanga ndisingazivi kuti imi manga mumire munzira muchindidzivisa. Zvino kana muchiona zvakaipa, ndodzokera zvangu.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Ipapo Barami akati kumutumŋa waJehova: Ndatadza, nokuti ndakaŋga ndisiŋgaziʋi kuti ndiwe wakaŋga umire munzira ucindidziʋisa; naiɀoɀo ɀino, kana usiŋgafari naɀo, ndicadzoka haŋgu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Ipapo Bharamu akati kumutumwa waJehovha, “Ndatadza, nokuti ndakanga ndisingazivi kuti ndiwe wakanga umire munzira uchindidzivisa; naizvozvo zvino, kana usingafari nazvo, ndichadzoka hangu.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Bhiriamu ndokupindura mutumwa waTenzi achiti, “Inga ndaita chitadzo. Ndanga ndisingazivi kuti imi manga mumire munzira muchindidzivisa. Zvino kana muchiona zvakaipa, ndodzokera zvangu.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Bhiriamu ndokupindura mutumwa waTenzi achiti, “Inga ndaita chitadzo. Ndanga ndisingazivi kuti imi manga mumire munzira muchindidzivisa. Zvino kana muchiona zvakaipa, ndodzokera zvangu.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Bharamu akati kumutumwa waJehovha, “Ndatadza. Handina kuziva kuti manga mumire munzira kuti mundidzivise. Zvino kana musingafari, ndodzokera hangu.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 22:34

Volg ons:

Advertensies

Advertensies