Numeri 22:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 vakaenda kuna Bhiriamu vakandoti, “Zvanzi naBharaki mwana waZipori pasava nechinokutadzisai kuuya kwandiri, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ʋakaȿika kunaBarami, ʋakati kwaari: Ɀanzi naBaraki, mŋanakomana waZipori: Usatendera cinhu kukudziʋisa kuʋuya kwandiri; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Vakasvika kuna Bharamu, vakati kwaari, “Zvanzi naBharaki, mwanakomana waZipori, ‘Usatendera chinhu kukudzivisa kuuya kwandiri; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 vakaenda kuna Bhiriamu vakandoti, “Zvanzi naBharaki mwana waZipori pasava nechinokutadzisai kuuya kwandiri, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona16 vakaenda kuna Bhiriamu vakandoti, “Zvanzi naBharaki mwana waZipori pasava nechinokutadzisai kuuya kwandiri, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Vakasvika kuna Bharamu vakati: “Zvanzi naBharaki mwanakomana waZipori: Usatendera chimwe chinhu kukukonesa kuuya kwandiri, Sien die hoofstuk |