Numeri 21:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Naizvozvo vaIsiraeri vakazomuuraya pamwechete navanakomana vake navanhu vake vose. Kusvikira pasisina nomumwe wavo akapunyuka. Nyika yake yakabva yava yavo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Naiɀoɀo ʋakamukunda, iye naʋanakomana ʋake ʋose, kudzimana asina‐kusarirwa nomumŋe; ʋakatora nyika yake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200235 Naizvozvo vakamukunda, iye navanakomana vake vose, kudzimana asina kusarirwa nomumwe; vakatora nyika yake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Naizvozvo vaIsiraeri vakazomuuraya pamwechete navanakomana vake navanhu vake vose. Kusvikira pasisina nomumwe wavo akapunyuka. Nyika yake yakabva yava yavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona35 Naizvozvo vaIsiraeri vakazomuuraya pamwechete navanakomana vake navanhu vake vose. Kusvikira pasisina nomumwe wavo akapunyuka. Nyika yake yakabva yava yavo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Saka vakamuuraya, pamwe chete navanakomana vake nehondo yake yose, vakasiya pasina kana mupenyu. Uye vakatora nyika yake. Sien die hoofstuk |