Numeri 21:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Asi Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Usambomutya zvako. Ndamuisa mumaoko ako navanhu vake vose nenyika yake. Zviya zvawakaita kuna Sihoni mambo wavaAmori aigara kuHeshibhoni ndizvo zvaunofanira kuita kwaari.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ipapo Jehova akati kunaMosesi: Usamutya hako, nokuti ndakamupa mumaʋoko ako, iye naʋanhu ʋake ʋose, nenyika yake; unofanira kumuitira iye seɀawakaitira Sihoni, mambo waʋaAmori, waigara paHeshboni. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200234 Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi, “Usamutya hako, nokuti ndakamupa mumaoko ako, iye navanhu vake vose, nenyika yake; unofanira kumuitira iye sezvawakaitira Sihoni, mambo wavaAmori, aigara paHeshibhoni.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Asi Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Usambomutya zvako. Ndamuisa mumaoko ako navanhu vake vose nenyika yake. Zviya zvawakaita kuna Sihoni mambo wavaAmori aigara kuHeshibhoni ndizvo zvaunofanira kuita kwaari.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona34 Asi Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Usambomutya zvako. Ndamuisa mumaoko ako navanhu vake vose nenyika yake. Zviya zvawakaita kuna Sihoni mambo wavaAmori aigara kuHeshibhoni ndizvo zvaunofanira kuita kwaari.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Jehovha akati kuna Mozisi, “Usamutya, nokuti ndamupa kwauri, nehondo yake yose uye nenyika yake. Umuitire zvawakaitira Sihoni mambo wavaAmori, uyo aitonga muHeshibhoni.” Sien die hoofstuk |