Numeri 21:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Mosesi ndokutuma vanhu kundosora guta reJazeri. VaIsiraeri vatora misha yakanga yakaripoteredza, vakadzingawo vaAmori vaigaramo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀino Mosesi akatuma ʋanhu kundoshora Jazeri, ʋakakunda misha yaro, ʋakadziŋga ʋaAmori ʋakaŋga ʋagere’mo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200232 Zvino Mosesi akatuma vanhu kundoshora Jazeri, vakakunda misha yaro, vakadzinga vaAmori vakanga vageremo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Mosesi ndokutuma vanhu kundosora guta reJazeri. VaIsiraeri vatora misha yakanga yakaripoteredza, vakadzingawo vaAmori vaigaramo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona32 Mosesi ndokutuma vanhu kundosora guta reJazeri. VaIsiraeri vatora misha yakanga yakaripoteredza, vakadzingawo vaAmori vaigaramo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Shure kwokunge Mozisi atuma vasori kuJazeri, vaIsraeri vakatapa nzvimbo dzaro dzakanga dzakaripoteredza uye vakadzinga vaAmori vakanga vageremo. Sien die hoofstuk |