Numeri 21:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Vana vavo vose vakaparadzwa Vakaparadzwa kubvira kuHeshibhoni kusvikira Dhibhoni, kubvira kuNashimu kusvikira kuNofa, pedyo neMadhebha.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Takaʋafura; Heshboni raparadzwa kuȿikira paDiboni, Takaparadza kuȿikira paNofa, Mŋoto ukaȿika paMedeba. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200230 Takavapfura; Heshibhoni rakaparadzwa kusvikira paDhibhoni, Takaparadza kusvikira paNofa, Moto ukasvika paMedhebha.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Vana vavo vose vakaparadzwa Vakaparadzwa kubvira kuHeshibhoni kusvikira Dhibhoni, kubvira kuNashimu kusvikira kuNofa, pedyo neMadhebha.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona30 Vana vavo vose vakaparadzwa Vakaparadzwa kubvira kuHeshibhoni kusvikira Dhibhoni, kubvira kuNashimu kusvikira kuNofa, pedyo neMadhebha.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 “Asi takavakunda; Heshibhoni yakaparadzwa yose kusvikira kuDhibhoni. Takavaparadza kusvikira kuNofa, iyo inosvika kuMedhebha.” Sien die hoofstuk |