Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 21:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 vaIsiraeri vakavarakasha namapakatwa, vakavatorera nyika yavo kubvira muna Arinoni kundosvika muna Jabhoko, vachindogumira kunyika yavaAmoni nokuti muganho wavaAmoni wakanga wakanyatsodzivirirwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Asi ʋaIsraeri ʋakamukunda neminondo inopinza, ʋakatora nyika yake kubva paArnoni kuȿikira paJaboki, kuȿikira paʋana ʋaAmoni; nokuti muganho waʋana ʋaAmoni wakaŋga wakasimba.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Asi vaIsiraeri vakamukunda neminondo inopinza, vakatora nyika yake kubva paArinoni kusvikira paJabhoki, kusvikira pavana vaAmoni; nokuti muganhu wavana vaAmoni wakanga wakasimba.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 vaIsiraeri vakavarakasha namapakatwa, vakavatorera nyika yavo kubvira muna Arinoni kundosvika muna Jabhoko, vachindogumira kunyika yavaAmoni nokuti muganho wavaAmoni wakanga wakanyatsodzivirirwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 vaIsiraeri vakavarakasha namapakatwa, vakavatorera nyika yavo kubvira muna Arinoni kundosvika muna Jabhoko, vachindogumira kunyika yavaAmoni nokuti muganho wavaAmoni wakanga wakanyatsodzivirirwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Kunyange zvakadaro, vaIsraeri vakamukunda nomunondo vakamutorera nyika yake kubva paAnoni kusvikira kuJabhoki, asi kusvikira kuvaAmoni bedzi, nokuti muganhu wavo wakanga wakasimba.

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 21:24

Volg ons:

Advertensies

Advertensies