Numeri 21:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Asi Sihoni haana kubvumira vaIsiraeri kuti vapfuure nomunyika yake. Akatounganidza hondo yake yose, akandorwisa vaIsiraeri kurenje, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Asi Sihoni wakaramba kutendera ʋaIsraeri kupfuʋura napanyika yake; Sihoni akaʋuŋganidza ʋanhu ʋake ʋose, akaenda kurenje kundorwa naʋaIsraeri, akaȿika paJahazi; akarwa naʋaIsraeri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 Asi Sihoni akaramba kutendera vaIsiraeri kupfuura napanyika yake; Sihoni akaunganidza vanhu vake vose, akaenda kurenje kundorwa navaIsiraeri, akasvika paJahazi; akarwa navaIsiraeri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Asi Sihoni haana kubvumira vaIsiraeri kuti vapfuure nomunyika yake. Akatounganidza hondo yake yose, akandorwisa vaIsiraeri kurenje, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 Asi Sihoni haana kubvumira vaIsiraeri kuti vapfuure nomunyika yake. Akatounganidza hondo yake yose, akandorwisa vaIsiraeri kurenje, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Asi Sihoni haana kutendera vaIsraeri kupfuura nomunyika yake. Akaunganidza hondo yake yose vakafamba vachienda kurenje kundorwisa vaIsraeri. Akati asvika paJahazi, vakarwa navaIsraeri. Sien die hoofstuk |