Numeri 21:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Dotibvumiraiwo kuti tipfuure nomunyika yenyu. Hatizobudi munzira tichipinda muminda yenyu yembesa kana yemivhaini, kana kunwa mvura yetsime renyu zvaro. Ticharamba tiri muMugwagwa Mukuru Wamambo kudzamara tabuda munyika yenyu.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Nditendere kupfuʋura napanyika yako; hatiŋgatsaukiri kumunda kana kumunda wemizambiriŋga; hatiŋganwi mvura yamatsime; ticafamba nenzira huru yamambo, kuȿikira taɓuɗa panyika yako. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200222 “Nditendere kupfuura napanyika yako; hatingatsaukiri kumunda kana kumunda wemizambiringa; hatinganwi mvura yamatsime; tichafamba nenzira huru yamambo, kusvikira tabuda panyika yako.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Dotibvumiraiwo kuti tipfuure nomunyika yenyu. Hatizobudi munzira tichipinda muminda yenyu yembesa kana yemivhaini, kana kunwa mvura yetsime renyu zvaro. Ticharamba tiri muMugwagwa Mukuru Wamambo kudzamara tabuda munyika yenyu.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona22 “Dotibvumiraiwo kuti tipfuure nomunyika yenyu. Hatizobudi munzira tichipinda muminda yenyu yembesa kana yemivhaini, kana kunwa mvura yetsime renyu zvaro. Ticharamba tiri muMugwagwa Mukuru Wamambo kudzamara tabuda munyika yenyu.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 “Titendereiwo kupfuura nomunyika yenyu. Hatingatsaukiri muminda yenyu kana minda yemizambiringa, kana kunwa mvura kubva patsime ripi zvaro. Tichangofamba hedu nomunzira huru yamambo kusvikira tapfuura munyika yenyu.” Sien die hoofstuk |