Numeri 21:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Vakasimudzira rwendo rwavo vakasvika patsime reBheeri ndipo patsime paya pakaudzwa Mosesi naTenzi kuti, “Unganidza vanhu ndivape mvura.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ʋakafamba ʋacibva ipapo, ʋakaenda Beeri; ndiro tsime rakanzi naJehova kunaMosesi: Ʋuŋganidza ʋanhu, ndicaʋapa mvura. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Vakafamba vachibva ipapo, vakaenda Bheeri; ndiro tsime rakanzi naJehovha kuna Mosesi, “Unganidza vanhu, ndichavapa mvura.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Vakasimudzira rwendo rwavo vakasvika patsime reBheeri ndipo patsime paya pakaudzwa Mosesi naTenzi kuti, “Unganidza vanhu ndivape mvura.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona16 Vakasimudzira rwendo rwavo vakasvika patsime reBheeri ndipo patsime paya pakaudzwa Mosesi naTenzi kuti, “Unganidza vanhu ndivape mvura.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Kubva ipapo vakapfuurira mberi vachienda vakasvika kuBheeri, patsime apo pakanzi naJehovha kuna Mozisi, “Unganidza vanhu pamwe chete uye ini ndichavapa mvura.” Sien die hoofstuk |