Numeri 21:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vakazobvapo vakandodzika matendhe avo mhiri kwerwizi Arinoni ruri murenje rinosvika kunyika yavaAmori. Arinoni ndirwo runoganhura nyika yavaMoabhu navaAmori. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ʋakafamba ʋacibva ipapo, ʋakandodzika matente aʋo kumhiri kwaArnoni, rwizi rwaiʋa murenje, rwaibva kunyika yaʋaAmori; nokuti Arnoni ndiwo muganho waʋaMoabi, pakati paMoabi naʋaAmori. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Vakafamba vachibva ipapo, vakandodzika matende avo kumhiri kwaArinoni, rwizi rwaiva murenje, rwaibva kunyika yavaAmori; nokuti Arinoni ndiwo muganhu wavaMoabhu, pakati paMoabhu navaAmori. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vakazobvapo vakandodzika matendhe avo mhiri kwerwizi Arinoni ruri murenje rinosvika kunyika yavaAmori. Arinoni ndirwo runoganhura nyika yavaMoabhu navaAmori. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vakazobvapo vakandodzika matendhe avo mhiri kwerwizi Arinoni ruri murenje rinosvika kunyika yavaAmori. Arinoni ndirwo runoganhura nyika yavaMoabhu navaAmori. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Vakasimuka vakabvapo vakandodzika musasa mujinga meAnoni, riri murenje rinosvika kunyika yavaAmori. Anoni ndiwo muganhu weMoabhu, pakati peMoabhu navaAmori. Sien die hoofstuk |