Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 21:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mambo weAradhi muKanani akanga agere kuNegevhu, kumaodzanyemba kweKanani akanzwa kuti vaIsiraeri vari kuuya nenzira yokuAtarimu. Akandorwisa vaIsiraeri akatapa vamwe vavo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino mambo weAradi, muKanani, wakaŋga agere kunyika yeZasi, wakati anzwa kuti ʋaIsraeri ʋoʋuya nenzira yeAtarimi, akarwa naʋaIsraeri, akatapa ʋamŋe ʋaʋo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino mambo weAradhi, muKenani, akanga agere kunyika yeZasi, akati anzwa kuti vaIsiraeri vouya nenzira yeAtarimu, akarwa navaIsiraeri, akatapa vamwe vavo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mambo weAradhi muKanani akanga agere kuNegevhu, kumaodzanyemba kweKanani akanzwa kuti vaIsiraeri vari kuuya nenzira yokuAtarimu. Akandorwisa vaIsiraeri akatapa vamwe vavo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Mambo weAradhi muKanani akanga agere kuNegevhu, kumaodzanyemba kweKanani akanzwa kuti vaIsiraeri vari kuuya nenzira yokuAtarimu. Akandorwisa vaIsiraeri akatapa vamwe vavo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Mambo weAradhi muKenani aigara kuNegevhi, akati anzwa kuti vaIsraeri vakanga vachiuya nenzira inoenda kuAtarimi, akarwisa vaIsraeri akatapa vamwe vavo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 21:1

Volg ons:

Advertensies

Advertensies