Numeri 20:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Nguva yokuti Aroni afe, achienda kune vamwe vake vachakabvu yasvika. Haasiri kuzopinda munyika yandakapa vaIsiraeri nokuti makapikisana nezvandakareva paMeribha. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Aroni ucasoŋganiswa naʋanhu ʋake, nokuti haaŋgapindi munyika yandakapa ʋana ʋaIsraeri, nokuti makaramba shoko raŋgu pamvura yeMeriba. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200224 “Aroni uchasanganiswa navanhu vake, nokuti haangapindi munyika yandakapa vana vaIsiraeri, nokuti makaramba shoko rangu pamvura yeMeribha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Nguva yokuti Aroni afe, achienda kune vamwe vake vachakabvu yasvika. Haasiri kuzopinda munyika yandakapa vaIsiraeri nokuti makapikisana nezvandakareva paMeribha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona24 “Nguva yokuti Aroni afe, achienda kune vamwe vake vachakabvu yasvika. Haasiri kuzopinda munyika yandakapa vaIsiraeri nokuti makapikisana nezvandakareva paMeribha. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 “Aroni achachengetwa kuvanhu vokwake. Haangapindi munyika yandakapa vaIsraeri, nokuti mose muri vaviri makamukira murayiro wangu pamvura yepaMeribha. Sien die hoofstuk |