Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 20:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Ndiko kuramba kwakaita Edhomu kuti vaIsiraeri vapfuure nomunyika yake, vaIsiraeri vakasiya zveEdhomu vakaenda nokumwe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Naiɀoɀo Edomi wakaramba kutendera ʋaIsraeri kupfuʋura napanyika yake. Ipapo ʋaIsraeri ʋakatsauka kwaari.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Naizvozvo Edhomu akaramba kutendera vaIsiraeri kupfuura napanyika yake. Ipapo vaIsiraeri vakatsauka kwaari.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Ndiko kuramba kwakaita Edhomu kuti vaIsiraeri vapfuure nomunyika yake, vaIsiraeri vakasiya zveEdhomu vakaenda nokumwe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Ndiko kuramba kwakaita Edhomu kuti vaIsiraeri vapfuure nomunyika yake, vaIsiraeri vakasiya zveEdhomu vakaenda nokumwe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Sezvo Edhomu akaramba kuvabvumira kupfuura nomunyika yavo, vaIsraeri vakatsauka havo kubva kwavari.

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 20:21

Volg ons:

Advertensies

Advertensies