Numeri 20:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Apa ndipo pamvura yenharo, paMeribha, pakaitira vaIsiraeri Tenzi nharo, asi Tenzi akavaratidza kuera kwake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ndiyo mvura yeMeriba, nokuti ʋana ʋaIsraeri ʋakarwa naJehova, akaɀiratidza kwaʋari ari Mutȿene. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Ndiyo mvura yeMeribha, nokuti vana vaIsiraeri vakarwa naJehovha, akazviratidza kwavari ari Mutsvene. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Apa ndipo pamvura yenharo, paMeribha, pakaitira vaIsiraeri Tenzi nharo, asi Tenzi akavaratidza kuera kwake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Apa ndipo pamvura yenharo, paMeribha, pakaitira vaIsiraeri Tenzi nharo, asi Tenzi akavaratidza kuera kwake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Iyi ndiyo mvura yeMeribha, apo vaIsraeri vakarwa naJehovha uye paakazviratidza kuti mutsvene pakati pavo. Sien die hoofstuk |