Numeri 2:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Kouyawo vedzinza raNafutari. Mutungamiriri wedzinza raNafutari iri, anenge ari Ahira mwanakomana waEnani. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Norudzi rwaNaftari; Ahira, mŋanakomana waEnani, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaNaftari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200229 Norudzi rwaNafutari; Ahira, mwanakomana waEnani, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaNafutari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Kouyawo vedzinza raNafutari. Mutungamiriri wedzinza raNafutari iri, anenge ari Ahira mwanakomana waEnani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona29 Kouyawo vedzinza raNafutari. Mutungamiriri wedzinza raNafutari iri, anenge ari Ahira mwanakomana waEnani. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Rudzi rwaNafutari ndirwo ruchatevera. Mutungamiri wavanhu vokwaNafutari ndiAhira mwanakomana waEnani. Sien die hoofstuk |