Numeri 2:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa, chinenge chiri vanhu makumi matatu ezviuru ane zviuru zviviri zvina mazana maviri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matatu neɀiʋiri namazana maʋiri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezviviri namazana maviri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa, chinenge chiri vanhu makumi matatu ezviuru ane zviuru zviviri zvina mazana maviri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa, chinenge chiri vanhu makumi matatu ezviuru ane zviuru zviviri zvina mazana maviri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi matatu nezviviri, namazana maviri. Sien die hoofstuk |