Numeri 2:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu makumi mana ezviuru ane zviuru zvitanhatu zvina mazana mashanu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀitanhatu namazana mashanu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvitanhatu namazana mashanu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu makumi mana ezviuru ane zviuru zvitanhatu zvina mazana mashanu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu makumi mana ezviuru ane zviuru zvitanhatu zvina mazana mashanu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi mana nezvitanhatu, namazana mashanu. Sien die hoofstuk |