Numeri 18:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Udza vaRevhi kuti, kana magamuchira chegumi chinobviswa navaIsiraeri chandinokupai chichibva kwavari senhaka bvisai mupiro pachiri mupire kuna Tenzi, chiri chegumi pane chegumi ichocho. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Taura naʋaRevi, uti kwaʋari: Kana mucitora kuʋana ʋaIsraeri ɀegumi ɀaʋo ɀandakakupai, kuti iʋe nhaka yenyu, munofanira kupa Jehova cegumi ceɀegumi iɀo, ciʋe cipiriso cinotsaurwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200226 “Taura navaRevhi, uti kwavari, ‘Kana muchitora kuvana vaIsiraeri zvegumi zvavo zvandakakupai, kuti ive nhaka yenyu, munofanira kupa Jehovha chegumi chezvegumi izvo, chive chipiriso chinotsaurwa.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Udza vaRevhi kuti, kana magamuchira chegumi chinobviswa navaIsiraeri chandinokupai chichibva kwavari senhaka bvisai mupiro pachiri mupire kuna Tenzi, chiri chegumi pane chegumi ichocho. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona26 “Udza vaRevhi kuti, kana magamuchira chegumi chinobviswa navaIsiraeri chandinokupai chichibva kwavari senhaka bvisai mupiro pachiri mupire kuna Tenzi, chiri chegumi pane chegumi ichocho. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “Taura kuvaRevhi uti kwavari: ‘Pamunogamuchira zvegumi kubva kuvaIsraeri zvandinokupai senhaka yenyu, munofanira kupa chegumi chezvegumi sechipiriso chaJehovha. Sien die hoofstuk |