Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 16:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Nyika yakashama muromo wayo, ikavamedza nedzimba dzavo navose vokwaKora nezvinhu zvavo zvose.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 nyika ikashamisa muromo wayo, ikaʋamedza, iʋo nemhuri dzaʋo, naʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋari ʋaKora, nenhumbi dzaʋo dzose.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

32 nyika ikashamisa muromo wayo, ikavamedza, ivo nemhuri dzavo, navanhu vose vakanga vari vaKora, nenhumbi dzavo dzose.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Nyika yakashama muromo wayo, ikavamedza nedzimba dzavo navose vokwaKora nezvinhu zvavo zvose.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Nyika yakashama muromo wayo, ikavamedza nedzimba dzavo navose vokwaKora nezvinhu zvavo zvose.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 uye nyika ikashamisa muromo wayo ikavamedza, nenhumbi dzavo navanhu vose vaKora nezvinhu zvavo zvose.

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 16:32

Volg ons:

Advertensies

Advertensies