Numeri 15:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pamunopira Tenzi handira ichiri duku yomupiro wokupisa, kana chibayiro chomupiro wezvakatsidzwa kana mipiro yokuwadzana kuna Tenzi Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kana ucigadzira nzombe ɗuku kuti ciʋe cipiriso cinopiswa, kana ciɓayiro cokupika naco, kana kuti ɀiʋe ɀipiriso ɀokuyananisa naɀo kunaJehova; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 Kana uchigadzira nzombe duku kuti chive chipiriso chinopiswa, kana chibayiro chokupika nacho, kana kuti zvive zvipiriso zvokuyananisa nazvo kuna Jehovha; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pamunopira Tenzi handira ichiri duku yomupiro wokupisa, kana chibayiro chomupiro wezvakatsidzwa kana mipiro yokuwadzana kuna Tenzi Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 Pamunopira Tenzi handira ichiri duku yomupiro wokupisa, kana chibayiro chomupiro wezvakatsidzwa kana mipiro yokuwadzana kuna Tenzi Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “ ‘Pamunogadzirira Jehovha nzombe duku sechipiriso chinopiswa kana sechibayiro, chemhiko yakasarudzika kana chipiriso chokuwadzana, Sien die hoofstuk |