Numeri 15:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kana iri hondohwe, pirai pamwechete nayo upfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa hunorema makirogiramu maviri, hwakakanyiwa namafuta eorivhi anokwana rita rimwechete nechikamu chapakati napakati perita, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kana riri gondobge, unofanira kurigadzirira cipiriso coʋupfu ceɀegumi ɀiʋiri ɀeefa yoʋupfu bgakatsetseka, bgakakanyiwa necetatu cehini yamafuta; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Kana riri gondohwe, unofanira kurigadzirira chipiriso choupfu chezvegumi zviviri zveefa youpfu hwakatsetseka, hwakakanyiwa nechetatu chehini yamafuta; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kana iri hondohwe, pirai pamwechete nayo upfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa hunorema makirogiramu maviri, hwakakanyiwa namafuta eorivhi anokwana rita rimwechete nechikamu chapakati napakati perita, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kana iri hondohwe, pirai pamwechete nayo upfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa hunorema makirogiramu maviri, hwakakanyiwa namafuta eorivhi anokwana rita rimwechete nechikamu chapakati napakati perita, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “ ‘Munofanira kugadzira negondobwe chipiriso chezviyo chezvikamu zviviri mugumi zveefa youpfu hwakatsetseka hwakavhenganiswa nechikamu chimwe chete kubva muzvitatu chehini yamafuta, Sien die hoofstuk |