Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 15:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 nokuti akaramba kuteerera Tenzi akatyora mutemo wake. Munhu iyeyo ngaabviswe murudzi rwake zvachose. Ndiye akazviparira.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Nokuti wakaɀidza shoko raJehova, akaputsa murairo wake; munhu uyu unofanira kubviswa cose; mhoȿa yokutadza kwake iri pamsoro pake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Nokuti akazvidza shoko raJehovha, akaputsa murayiro wake; munhu uyu anofanira kubviswa chose; mhosva yokutadza kwake iri pamusoro pake.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 nokuti akaramba kuteerera Tenzi akatyora mutemo wake. Munhu iyeyo ngaabviswe murudzi rwake zvachose. Ndiye akazviparira.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 nokuti akaramba kuteerera Tenzi akatyora mutemo wake. Munhu iyeyo ngaabviswe murudzi rwake zvachose. Ndiye akazviparira.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Nokuti akazvidza shoko raJehovha uye akaputsa mirayiro yake, munhu uyo anofanira kubviswa zvachose; mhosva yake inogara pamusoro pake.’ ”

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 15:31

Volg ons:

Advertensies

Advertensies