Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 15:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 zvose zvazvo zvakatemwa naTenzi zvamakaudzwa naMosesi, kubvira pazuva rakapiwa mutemo naTenzi pazvizvarwa zvenyu zvose zvichauya,

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 ɀose ɀamakarairwa naJehova nomuromo waMosesi, kubva pazuʋa rakataŋga kuraira Jehova, kuȿikira kumarudzi enyu ose,

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

23 zvose zvamakarairwa naJehovha nomuromo waMosesi, kubva pazuva rakatanga kuraira Jehovha, kusvikira kumarudzi enyu ose,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 zvose zvazvo zvakatemwa naTenzi zvamakaudzwa naMosesi, kubvira pazuva rakapiwa mutemo naTenzi pazvizvarwa zvenyu zvose zvichauya,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 zvose zvazvo zvakatemwa naTenzi zvamakaudzwa naMosesi, kubvira pazuva rakapiwa mutemo naTenzi pazvizvarwa zvenyu zvose zvichauya,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 zvipi zvazvo zvakarayirwa naJehovha kubudikidza naMozisi, kubva nezuva razvakapiwa naJehovha uye zvichienda mberi kusvikira kuzvizvarwa zvinotevera,

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 15:23

Volg ons:

Advertensies

Advertensies