Numeri 15:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kana pachinge paine mutorwa agere nemi zvachose, kana kuti agere nemi kwechinguva achida kupira mupiro unoita zvokupiswa kuti kunhuhwirira kwawo kufadze ini Tenzi, anofanirawo kuita sezvamunoita. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Kana kunomutorwa ugere nemi, kana aninani uri pakati penyu kuȿikira kumarudzi enyu ose, kana aciɗa kuʋuya necipiriso cinopiswa, cinonhuwira ɀakanaka kunaJehova; seɀamunoita imi, naiye unofanira kuita ʋo saiɀoɀo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Kana kune mutorwa agere nemi, kana ani naani ari pakati penyu kusvikira kumarudzi enyu ose, kana achida kuuya nechipiriso chinopiswa, chinonhuwira zvakanaka kuna Jehovha; sezvamunoita imi, naiye anofanira kuitawo saizvozvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kana pachinge paine mutorwa agere nemi zvachose, kana kuti agere nemi kwechinguva achida kupira mupiro unoita zvokupiswa kuti kunhuhwirira kwawo kufadze ini Tenzi, anofanirawo kuita sezvamunoita. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kana pachinge paine mutorwa agere nemi zvachose, kana kuti agere nemi kwechinguva achida kupira mupiro unoita zvokupiswa kuti kunhuhwirira kwawo kufadze ini Tenzi, anofanirawo kuita sezvamunoita. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Kuzvizvarwa zvinotevera kana mutorwa kana mumwe munhuwo zvake agere pakati penyu akapa chipiriso chinoitwa nomoto, chinonhuhwira zvinofadza Jehovha, anofanira kuita zvakangofanana nezvamunoita imi. Sien die hoofstuk |